(Languages: Shona, English)
Yeah oh, Iye iye
Refrain:
Zvinogona kunge zvakaramba last year (Things may not have worked out last year)
Asi this year zvichaita chete (But this year it will surely work)
Oh, I’m a goal-getter, I’m an overcomer
Na Mwari, shuwa this year zvichaita chete (With God, surely this year will work out) (Repeat)
I remember saying, Mama I will make you proud
All the words that I proclaim, that I’ll be great someday
Kunyangwe zvisati zvazadzikiswa (Even though it has yet to be fulfilled)
Ndine kutenda mumoyo kuti naMwari (I have faith in my heart that with God)
Shuwa this year zvichaita chete (Surely this year will work out)
Makore apfuura (In past years)
I’ve tried, and tried again
Nguva ne nguva, kungoomerwa with no gain (Time and time again, facing hardship with no success)
Asi gore rino my story changes (But this year my story changes)
Enough is enough, I was born a victor
(Refrain)
Panomira vakundi (Where the winners stand)
Ndendiripo (That is where I will stand)
Panomira vapfumi (Where the wealthy stand)
Ndendipo (That is where I am)
Panomira vakundi (Where the winners stand)
Ndendiripo, zvichaita chete (That is where I stand, it will work out)
Panomira boss (Where the bosses stand)
Ndendiripo (That is where I will stand)
Panomira vanopisa (Where the powerful stand)
Ndendiripo, zvichaita chete (That is where I stand, it will work out)
Panomira ma graduates (Where the graduates stand)
Ndendiripo (That is where I will stand)
Nevari married (And where the married ones stand)
Ndendiripo (That is where I stand)
Ndendiripo, zvichaita chete (That is where I stand, it will work out)
Panomira vakundi (Where the winners stand)
Ndendiripo (That is where I will stand)
Panomira vapfumi (Where the wealthy stand)
Ndendipo (That is where I am)
Panomira vaJeso (Where the people of Jesus stand)
Ndendiripo, zvichaita chete (That is where I stand, it will work out)
Discover more from African Gospel Lyrics
Subscribe to get the latest posts sent to your email.
Leave a comment