(Sung in Shona)

Nyasha dzenyu dzinogara nekusingaperi
(Your mercy endures forever)
Ngoni dzenyu mangwanani ega ega, dziripo
(Your Mercies are new every morning)

Munotida, munotinzwa (You love us, you hear us)
Tinoona hukuru hwenyu (We witness Your Glory)
Munorwira, munoziva (You fight, you know)
Tinoziva muri Mambo (We know you’re King)

Refrain:
Muri Mwari mune tsitsi (You are God of Mercy)
Munogara rinhi na rinhi (You reign forever and ever)
Muri Mwari hakuna mumwe (You are God, there is no other)
Mbiri yose makakodzera (You are worthy of all the Glory)

Simba renyu maratidza, misi yose nguva dzose
(Your power has been manifested, always)
Nhare yedu, isingazo zungunutswe, Jehovha
(Lord You are our stronghold, which cannot be moved)
Mweya wenyu madurura (Your soul has poured out)
Hondo dzedu dzose marwira (You fight all our battles)
Kutendeka kusinga gumi (Ten thousand on our side (?))
Jehovha wega wedenga (Lord of the heavens)

(Refrain)

Bridge:
Nyasha dzenyu, dzinogara (Your grace, endures)
Rudo rwenyu, haruenzaniswe (Your Love, has no equal)

(Refrain)

(Bridge + Refrain)

Advertisements